Duramazwi
Zvinoreva
Kana chironda chichinyenga chinenge chichiramba chichirwadza nokuenderera kukura, chisingapori.
Kunyenga kutaura kunoita mukomana kumusikana nyaya dzerudo, kuti adiwe.

Uno nyenga hama sei iyo nyika yakangoti bayai vanhu navasikana kudai?
Rinonyenga rinohwarara, rinozosimudza musoro rawana.
Ndakabvira gore rapera ndichimunyenga asi nanhasi achiri kungondiramba.
Kunyenga kutaura kunoita mukomana kumusikana nyaya dzerudo, kuti adiwe.
Uno nyenga hama sei iyo nyika yakangoti bayai vanhu navasikana kudai?
Ndakabvira gore rapera ndichimunyenga asi nanhasi achiri kungondiramba.
Kana munhu achenyenga chibarwe anenge achiruma-ruma ozochisiya chakadaro.
Kunyenga mukadzi nekutorara naye somurume nomukadzi.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyenganyenga
Nyenganyenga rudzi rweshiri duku, inobhururuka nekukasira, inoonekwa panguva dzezhizha.
VerengaSwipe for the next word