Kwaunobva/Duramazwi/S/sodza
Duramazwi
Kunyenga.
Kana huku yasosodza mazai inenge yaburitsa zvitiyo kubva maari.
Kutsodza kubuda kunoita hukwana muzai.
sofa
soka
soak
soke
Kana munhu akati hembe soke mumvura anenge adzinyudza mukati mayo.
Swipe for the next word