KwaunobvaDuramazwiSsoka

Duramazwi

soka

soak

Zvinoreva

Kana uchisoka nhumbi unenge uchidzigarisa mumvura ine sipo kwechinguva kuti tsvina isanetsa kubva.

Kana uchisoka mwana chikafu, unenge uchiramba uchimupa kudya.

1

Kusoka kufamba kunoita makore zvinobvumirwa navanhu kuti anozondodzokako onayisa mvura.

2

Kana uchisoka chikafu chakaomarara sebhinzi, unenge uchichiisa mumvura kwenguva refu kuti chipfave.

3

Kusoka kufamba kunoita makore zvinobvumirwa navanhu kuti anozondodzokako onayisa mvura.

4

Kana uchisoka mwana chikafu, unenge uchiramba uchimupa kudya.

Kusoka kufamba kunoita makore zvinobvumirwa navanhu kuti anozondodzokako onayisa mvura.

5

Kana uchisoka unenge uchifurira munhu kuti aite zvisina kunaka.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

soke

Kana munhu akati hembe soke mumvura anenge adzinyudza mukati mayo.

Verenga

Swipe for the next word