KwaunobvaDuramazwiNnyorovesa

Duramazwi

nyorovesa

-nyatisa

Zvinoreva

Kunyorovesa chinhu kuchidira mvura kuti chipfave kana kuti chitote.

1

Kunyorovesa chinhu kuchidira mvura kuti chipfave kana kuti chitote.

Nyorovesa tauro iri ndipukute mwana.

Kana uchidiridza unenge uchinyorovesa pakadzvarwa zvinhu nemvura kuti zvinyatsokura.

Zvakafanana

-nyatisa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyoshwa nyoshwa

Kuti nyoshwa nyoshwa kufamba muuswa hwakareba chaizvo uchiburitsa ruzha.

Verenga

Swipe for the next word