Duramazwi · zita
nyota
thirst · thirsty
Duramazwi · zita
thirst · thirsty
Nyota kunzwa kuda kunwa mvura kana chimwewo chinwiwa.
Nyota kunzwa kuda kunwa mvura kana chimwewo chinwiwa.
Kunwa kwavakaita drink rangu ndakaziva zvangu kuti aive manyepo kuti vati vainzwa nyota.
Indemo hadzo dzeane nyota asi mvura haikokotwi.
Chekai: (achitaura oga): Iwoyu ndiwo mukana manje wokuti nyota yangu yevakadzi ndimboipedza.
Duramazwi
01 / 03nyowa
Manyowa 6.
VerengaSwipe for the next word