Duramazwi
Zvinoreva
Chinhu chinyowani chinenge chinenge chichangotengwa chisati chamboshandiswa, chichine utsva.
1
Chinhu chinyowani chinenge chinenge chichangotengwa chisati chamboshandiswa, chichine utsva.
Kuchikoro ainge ongoenda kuno vhaira neuniform nyowani nemabhuku ekuwanda.
BaTakue vakambokwira kwave kuenda kutown kunotsvaga hembe nyowani ndokuzodzoka kumba kwavo.
Tanaka na Tadiwa vakazofumo bata jongwe muromo sevanhu vainge vatengerwa hemba dzinyowani.
Zvakafanana
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nyowedza
Kunyowedza munhu kumufumura uye kumunyadzisa.
VerengaSwipe for the next word