KwaunobvaDuramazwiIidzva

Duramazwi

idzva

new

-tsva

Zvinoreva

Ichi chipauro chemupanda 5 chinotsanangura chinhu chichangoburwa kana chisati chambopfekwa kana kushanda.

1

Ichi chipauro chemupanda 5 chinotsanangura chinhu chichangoburwa kana chisati chambopfekwa kana kushanda.

Ane jira ndeane rukunara (rusakara) ane idzva akariwana meso atsvuka.

Handiwe here wainditi bumbiro remutemo idzva rakanaka nokuti rave kuzopedza udzvanyiriri hwevanhukadzi!

Usanyepa mazwi awashandisa, iva munhu akavimbika nekuti ndicho chimwe chinangwa chebumbiro rezvezvidzidzo idzva iri.

Zvine chekuita

-tsva

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

igira

Kuigira kutora chinhu uchienda nacho kune mumwe.

Verenga

Swipe for the next word