KwaunobvaDuramazwiIigira

Duramazwi

igira

Zvinoreva

Kuigira kutora chinhu uchienda nacho kune mumwe.

1

Kuigira kutora chinhu uchienda nacho kune mumwe.

Akaigira vana sadza kumunda.

Tsigira zvizere nezviri mubhuku.

Kana wave kupendera rondedzero yako unofanira kutora divi rauri kutsigira.

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word