Duramazwi · zita
igo
wasp
tsangoruswa
Duramazwi · zita
wasp
Igo kabhururukwa kakada kufanana nenyuchi, kanoruma nokundurira nemborera, asi iko kasingaiti uchi.
Igo kabhururukwa kakada kufanana nenyuchi, kanoruma nokundurira nemborera, asi iko kasingaiti uchi.
Kana ukaguma nhundu yemago anokuruma.
Igo rakati tingini pakati paro.
Iri igo diki rinowanzogara pamatanda kana pazvikwenzi zvidiki.
tsango · ruswa
Duramazwi
01 / 03igomombe
Igomombe rudzi rweigo guru rakatsvukuruka uye rinoruma zvinorwadza zvikuru.
VerengaSwipe for the next word