KwaunobvaDuramazwiRruswa

Duramazwi · zita

ruswa

Zvinoreva

Ruswa ibundo rimwe chete.

1

Ruswa ibundo rimwe chete.

Kutseketuka kugoneka kusuduruswa kana kumiswa zvakanaka kwechinhu chinorema.

Dandaruswa rudzi rwouswa urefu, hwakakora nokucheneruka kunge tsanga, hunopfuririsa dzimba.

Dahwa ishiri yakatsvukuruka inofamba usiku, inoti kana ari masikati ikabhururuswa inomhara padhuzedhuze nepayabva.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

ruswiswi

Ruswiswi ibundo nyoro diki, rinenge richangomera.

Verenga

Swipe for the next word