Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rusvava mwana achangozvarwa.
1
Rusvava mwana achangozvarwa.
Iri ibhegi rinorongedzerwa nhumbi dzemwana anenge achiri rusvava.
Kugumbatira kubata chinhu kana munhu wakamutenderedza nemaoko ose. Amai vangu vakagumbatira rusvava rwavo.
Uku kusuwa mukaka sezvinoitwa nekarusvava kafirwa namai.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rusvingo
fortification
VerengaSwipe for the next word