KwaunobvaDuramazwiCchiya

Duramazwi · zita

chiya

ruchiyarushiye

Zvinoreva

Chiya mwana wegudo kana wemunhu.

1

Chiya mwana wegudo kana wemunhu.

Ndakasara ndichigara pachisingle bed chiya ndakuzvibvunza mibvubzo yakawanda but mhinduro ndichiishaya.

Kuti unyatsove full member unofanira kunwa wine iyi " vaidaro vachinditambidza chainge chimukombe chiya.

Ndakazvibvunza kuti ringadaro raive ropa remunhu aive akuvara pakudonha here kanz kuti ndiro raive rateuka muchimukombe chiya?.

Zvakafanana

ruchiya · rushiye

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiyambiro

Chiyambiro izwi rinoshandiswa kureva kuti kubva pakazvarwa munhu. Chiyambiro changu, handisati ndaona njuzu.

Verenga

Swipe for the next word