Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiyambwe rudzi rwehwowa hwakada kuita sedifi, asi ihwo huchidyiwa huri hunyoro. Vakomana vadya sadza nechiyambwe.
1

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiyamuro
input
VerengaSwipe for the next word