Duramazwi · zita
mucheche
babe
Duramazwi · zita
babe
Mucheche mwana achangosunungukwa.
Mucheche muti une hunde yakatsetseka, unoita maruva eyero nemuchero wakanyorovera.
Mucheche mwana achangosunungukwa.
Angave mutungamiriri wenyika chaiye, akange ambori mwana mucheche kumashure uku.
Mazimbe mushonga mutema-tema unoiswa paguvhu remwana mucheche kuti rikasire kuoma.
Mucheche muti une hunde yakatsetseka, unoita maruva eyero nemuchero wakanyorovera.
Mucheche muti une hunde yakatsetseka, unoita maruva eyero nemuchero wakanyorovera.
Mazimbe mushonga mutema-tema unoiswa paguvhu remwana mucheche kuti rikasire kuoma.
Mucheche muti une hunde yakatsetseka, unoita maruva eyero nemuchero wakanyorovera.
Nhova pakati pemusoro wemwana mucheche, panotamba-tamba pakurova kunoita hana.
musototo · musvinwa · muba
Duramazwi
01 / 03muchecheni
Muchecheni muti mudiki une tuminzwa twakakozva, unobereka michero inotsvukuruka uye ku-omarara kana yaibva.
VerengaSwipe for the next word