KwaunobvaDuramazwiMmuba

Duramazwi · zita

muba

musototomusvinwa

Zvinoreva

Muba muti unowanikwa pachuru munzvimbo dzine uswa nemiti yakawanda, une maruva eyero uye unobereka vana vakanyorovera.

1

Kana munhu achinzi _anyn'a_ anenge awana muba-iro unokudzorerawo nokukanganisa kwake.

Muba muti unowanikwa pachuru munzvimbo dzine uswa nemiti yakawanda, une maruva eyero uye unobereka vana vakanyorovera.

Zvakafanana

musototo · musvinwa

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mubaba

Mubaba muti une makwande nemashizha akaserera, anopenya, ane mitsetse yeruvara rwevhu, unobereka zvivana zvakarebenuka zvinodyiwa nemombe.

Verenga

Swipe for the next word