Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muapuro muti unokura zviri pakati nepakati unobereka muchero wakatenderera unodyiwa uri wegirini kana yero.
1

Apuro rudzi rwemuchero unoberekwa nemuapuro.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muba
Muba muti unowanikwa pachuru munzvimbo dzine uswa nemiti yakawanda, une maruva eyero uye unobereka vana vakanyorovera.
VerengaSwipe for the next word