Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mowa muriwo unomera wega pakaorera une mashizha akatsvukuruka, unononoka kuibva uye wakapfava chaizvo.
Mowa mushini unoshana namagetsi kana peturu kana zvimwewo zvingaufambisa unoshandiswa kucheka uswa.

Muuyu muriwo une tumashizha tudiki wakada kuita semowa asi uchitapira, une hundi inobereka vana vanobaya.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03moyo
core
VerengaSwipe for the next word