Duramazwi · zita
munzwa
thorn
Duramazwi · zita
thorn
Munzwa izita rinopiwa kumiti yakasiyana-siyana ine tunhu twakaita tutanda, tutete tunobaya zvinorwadza nokukuvadza.
Munzwa izita rinopiwa kumiti yakasiyana-siyana ine tunhu twakaita tutanda, tutete tunobaya zvinorwadza nokukuvadza.
Kuti tubu kuvhomora nokukurumidza munzwa kana mbambo yakabayirira pasi.
Munzwa ndekakaita sekatanda, katete uye kakatesvera mberi kwako, kanobaya zvinorwadza nokukuvadza.
Kana munzwa ukakuti dyu unenge wakubaya zvekupinda muganda.
Munzwa ndekakaita sekatanda, katete uye kakatesvera mberi kwako, kanobaya zvinorwadza nokukuvadza.
Duramazwi
01 / 03muonde
Muonde muti unokura zviri pakati nepakati, unowanzomera mubani uye unobereka vana vanowanzoita honye kana masvosve mukati, vanodyiwa nevanhu uye neshiri.
VerengaSwipe for the next word