Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muonde muti unokura zviri pakati nepakati, unowanzomera mubani uye unobereka vana vanowanzoita honye kana masvosve mukati, vanodyiwa nevanhu uye neshiri.
1
Muonde muti unokura zviri pakati nepakati, unowanzomera mubani uye unobereka vana vanowanzoita honye kana masvosve mukati, vanodyiwa nevanhu uye neshiri.
Uyu muonde unokura munzvimbo dzine mvura.
Aka kamuti kerudzi rwemuonde asi iko kari kadiki uye kaine hunde yakafuta.
Kasanyana kamuonde kadikidiki kane hunde yakafuta.
Zvakafanana
Mukuyu · muwandama · mukowana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muondo
Muondo kananairwa kanogara mumwena, kanoruma uye kanowanzoonekwa kwanaya.
VerengaSwipe for the next word