KwaunobvaDuramazwiTtsamvi

Duramazwi · zita

tsamvi

Zvinoreva

Muchero unodyiwa nesimba (wild fig).

1

Muchero unodyiwa nesimba (wild fig).

Huriti ishiri yorudzi rwenjiva asi iyo yakasvibirira, uye inodya tsamvi, makuya nemimwewo michero.

Aka kapuka kane ganda rakaita serechitutamangoro, kanodya maonde kana tsamvi, kachionekwa nguva yezhizha.

Nyimbiri ishiri yakada kuita senjiva asi iyo yakasvibira. inodya michero yakaita setsamvi nemakuya.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word