Duramazwi · zita
onde
fig
guyu
Duramazwi · zita
fig
Onde muchero wakatenderera unowanzova nemasvosve mukati, unoita tumhodzi twakanyorovera tunenge twakabatira kuganda nechomukati, uye unowanzowanikwa mumapani.
Onde muchero wakatenderera unowanzova nemasvosve mukati, unoita tumhodzi twakanyorovera tunenge twakabatira kuganda nechomukati, uye unowanzowanikwa mumapani.
Shavhi muchero wakaita mudiki unenge onde, unodyiwa navanhu pamwe neshiri.
Uyu muonde unokura munzvimbo dzine mvura.
guyu
Duramazwi
01 / 03ondo
Ondo ivhu rakaoma rinenge rakamandana.
VerengaSwipe for the next word