Duramazwi02 / 03muondeMuonde muti unokura zviri pakati nepakati, unowanzomera mubani uye unobereka vana vanowanzoita honye kana masvosve mukati, vanodyiwa nevanhu uye neshiri.Verenga→
Duramazwi03 / 03muondoMuondo kananairwa kanogara mumwena, kanoruma uye kanowanzoonekwa kwanaya.Verenga→