Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kuita basa kana chimwe chinhu vanhu vakawanda uye vose vaine chishuwo chokuti chinhu ichi chibudirire.
1
Uku kuita basa kana chimwe chinhu vanhu vakawanda uye vose vaine chishuwo chokuti chinhu ichi chibudirire.
Chirwirangwe kuita muonerapamwe pabasa kana kudzivirira tsaona.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muongi
Muongi munhu anopepa munhu anenge achirwara.
VerengaSwipe for the next word