Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vakaita maonerapamwe vanenge vaita zvinhu pamwe chete nechinangwa chokubatsirana pakuzviita.
1

Kana munhu achichemana nehama anenge achigara nadzo nokuita maonerapamwe panguva yadzinenge dzawirwa namatambudziko, kunyanya erufu.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maonero
viewpoint
VerengaSwipe for the next word