Duramazwi01 / 03maonerapamweKana vanhu vakaita maonerapamwe vanenge vaita zvinhu pamwe chete nechinangwa chokubatsirana pakuzviita.Verenga→
Duramazwi03 / 03maoredeMaorede marara kana zvimwe zvinoda kuraswa, zvikuru pachikafu chinenge chasara pakudyiwa.Verenga→