Duramazwi · zita
maonero
viewpoint · visibility · opinion · opinions · perception · perspective · view · views
Duramazwi · zita
viewpoint · visibility · opinion · opinions · perception · perspective · view · views
Maonero mafungiro emunhu pamusoro pechimwe chinhu. Ini pamaonero angu vanhu vanofanira kugarisana zvakanaka nguva dzose.
Maonero mafungiro emunhu pamusoro pechimwe chinhu. Ini pamaonero angu vanhu vanofanira kugarisana zvakanaka nguva dzose.
You are greatly appreciated.Makasununguka kupa maonero enyu echinyorwa chinonzi magumo.
Ini maonero angu ndinoona sekuti ndeumwewo mukomana anonzi Lennon mama.
Ndakazvibvunza kuti ndaive ndaita maonero here or zvaitoitika?.
muwono
Duramazwi
01 / 03maorede
Maorede marara kana zvimwe zvinoda kuraswa, zvikuru pachikafu chinenge chasara pakudyiwa.
VerengaSwipe for the next word