Duramazwi · zita
Zvinoreva
Matauriro mumatambudziko (vision/view).
1
Matauriro mumatambudziko (vision/view).
Zvisinei hazvo ndaisakwanisa hangu kupa muono nekuti pamba paisave pedu ndaitongovewo munhu akachengetwawo.
Nhau iyi zveshuwa yaive yazovasiya vave neumwe muono.
Izvi zvakazongovasiya Vaine muono umwechete.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muora
Muora muti usina kuomarara, wakada kufanana nemuzeze.
VerengaSwipe for the next word