Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muora muti usina kuomarara, wakada kufanana nemuzeze.
1
Muora muti usina kuomarara, wakada kufanana nemuzeze.
Muora muti usina kuomarara, wakada kufanana nemuzeze.
Zvakafanana
muchangiza · muguru · musvutaderere · kamutuna · mugarahanga
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muore
Muore ihuni dzava kuora, dzisisanetsi kutyora.
VerengaSwipe for the next word