Duramazwi · zita
mupaini
pine
Duramazwi · zita
pine
Mupaini muti uno- kura chaizvo, wakarurama kuti twi- twi, une tumashizha tudiki tutete u- ye usingaiti mapazi makobvu. Mu- paini unowanzogadziriswa nhungo kana mapuranga nokuti wakarura ma chaizvo.

nyadzveura
Duramazwi
01 / 03mupakato
Mupakato chis- mbi, chijira kana chimuti chinobati- swa chese chese chingangosimu- dzwa chakaita sebhegi kana poto.
VerengaSwipe for the next word