Duramazwi · zita
mafungiro
assertiveness · mentality · perspective · philosophy · attitude · attitudes
Duramazwi · zita
assertiveness · mentality · perspective · philosophy · attitude · attitudes
Mafungiro omunhu inzira yaanoona nayo zvinhu nekuzvipenengura ari oga mundangariro dzake.
Mafungiro omunhu inzira yaanoona nayo zvinhu nekuzvipenengura ari oga mundangariro dzake.
Dzimwe dzenguva imwe mibvunzo inogona kudawo mafungiro ako asi wakarerekera kune chinyorwa chawaverenga.
Kana munhu ajekesa pfungwa anenge aita zvinhu zvinoita kuti mafungiro ake apinze.
Kuti ndipwi kurambira papfungwa yako yokutanga, usingashanduri mafungiro ako.
Duramazwi
01 / 03mafungu
Mafungu kusagadzikana kwemvura kunoitika pano-perera masandairira.
VerengaSwipe for the next word