KwaunobvaDuramazwiMmafundo

Zvinoreva

Mafundo kungobadarika-badarika kunoita munhu pakurara.

Mafundo mutambo wokuti vanhu vanodya noku-mwa vachifara.

1

Kana mvura ichiita mafundo mafundo ine-nge ichitutuma sezvainoita pamapopopo, kana kuti ichivira pamoto.

2

Mafundo chikafu chinodyiwa pose pose panoitwa mitambo.

3

Zvakafanana

mavato · mararo · njeneko

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mafundo mafundo

Kana mvura ichiita mafundo mafundo ine-nge ichitutuma sezvainoita pamapopopo, kana kuti ichivira pamoto.

Verenga

Swipe for the next word