Duramazwi · zita
Zvinoreva
Maorera mashizha, uswa nemamwewo marara zvinenge zvakaunganidzwa kuti zvizoshandiswa semupfudze kana zvaorera.
Maorera munhu akapfava pazviito, asingadi zvekutaudzana-taudzana nevanhu.

Maorera munhu anongotora zvinhu zvose asingasarudzi.

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03maoresa
Kana munhu akaita maoresa anenge aita chinhu chakanaka chaizvo, chinotoshamisa nekukudzwa nevamwe vese.
VerengaSwipe for the next word