Duramazwi · zita
mufudze
compost · manure
Duramazwi · zita
compost · manure
Mhuri inogona kuda kubatsirwa mabasa akasiyana-siyana akaita sekurima, kusakura, kuurutsa, kukohwa kana kuburitsa mufudze mudanga.
Chibage chiri kusakatira nokuti takachiisa mufudze wakawanda.
Kana nzvimbo yakaworera inenge ine ivhu rine mufudze wakawanda, rinokudza zvirimwa.
Duramazwi
01 / 03mufudzi
shepherd
VerengaSwipe for the next word