Duramazwi
Zvinoreva
Mufote mutakura wenyimo dzisina kusanganiswa nedzimwe mbesa. Vanasekuru pavaienda Joni vaitakura mufote nokuti kwainge kusina mahotera.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufoyi
Mufoyi ijira rinoiswa pakati pemakumbo nevanhu vechikadzi kuti vasapindwe nemhepo kana kuti vari kumwedzi.
VerengaSwipe for the next word