KwaunobvaDuramazwiMmuforo

Zvinoreva

Muforo indima ine-nge yarimwa kana kuti icharimwa, panotenderera mombe negejo panguva imwe.

1

Muforo indima ine-nge yarimwa kana kuti icharimwa, panotenderera mombe negejo panguva imwe.

Kutsinhira kubaya muforo wechipiri negeja uchitevedza wambenge wabaiwa pakutanga.

Kuhesvura kusimudzira geja kuti riite muforo usina kudzika zvakanyanya.

Kuti hesvu kusimudzira geja kuti riite muforo usina kunyanya kudzika.

Zvakafanana

foro · ngare · mudarara

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mufote

Mufote mutakura wenyimo dzisina kusanganiswa nedzimwe mbesa. Vanasekuru pavaienda Joni vaitakura mufote nokuti kwainge kusina mahotera.

Verenga

Swipe for the next word