KwaunobvaDuramazwiNngare

Duramazwi · zita

ngare

Zvinoreva

Ngare karuva kanoita pamuriwo wemanhanga.

1

Ngare karuva kanoita pamuriwo wemanhanga.

Ngare karuva kanoita pamuriwo wemanhanga.

Chipungare imhando yomupunga inoita vana vakatsvukuruka zvose magufu nemhodzi dzacho.

Chidhanangare chigadzirwa chinosukirwa nekuyanikirwa ndiro nemimwewo midziyo yekubikira.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngarengare

Kuti ngarengare kumhanyisa-mhanyisa kunoita munhu meso, zvekuti unenge uchioona ziso richingovaima-vaima.

Verenga

Swipe for the next word