Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mufi munhu anenge ashayika.
1
Mufi munhu anenge ashayika.
Kana mutumbi wadzikiswa mubwiro/ muguva hama dzepedyo dzinozokanda zvibwe kana ivhu senzira yokuperekedza mufi nekuonekana nayo.
Uyu mufi azororora, apedza rwendo rwake.
Kana mufi akasiira vana vake pfuma anenge ati izogoverwa kwaari paanofa.
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mufirwi
bereaved
VerengaSwipe for the next word