Duramazwi · zita
Duramazwi · zita
Mushakabvu.
Mushakabvu.
Kana munhu achinzi agara nhaka anenge atora mudzimai nevana vanyakufa kuti avachengete.
Mushunje ihari yedoro inosiyiwa kuguva mushure mekutsvaira nekugadziridza guva ranyakufa.
Duramazwi
01 / 03nyakukuvadzwa
victim
VerengaSwipe for the next word