Kwaunobva/Duramazwi/N/nyaku nyaku
Duramazwi
Kuti nyaku nyaku kufamba munhu achipesvura nhembe.
nyakufa
Mushakabvu.
nyakukuvadzwa
victim
nyakunama
Nyakunama munhu ane masimba ekunayisa mvura.
Swipe for the next word