Kwaunobva/Duramazwi/N/nyakukuvadzwa
Duramazwi
victim
nyakunama
Nyakunama munhu ane masimba ekunayisa mvura.
nyakurehwa
Nyakurehwa munhu anenge achitaurwa pamusoro pake.
nyakuta
Nyakuta muti unotandira, unoshandiswa pakuruka mabhasikiti.
Swipe for the next word