KwaunobvaDuramazwiMmushakabvu

Duramazwi · zita

mushakabvu

nyakuenda lanyakufa lawakatisiya lamarara larwesheru la

Zvinoreva

Mushakabvu munhu akafa uye akatovigwa muguva.

1

Mushakabvu munhu akafa uye akatovigwa muguva.

Mushakabvu munhu akafa uye akatovigwa muguva.

Kuti chichinu kufa-mba kwavanhu vakawanda vakana-nga divi rimwe. Vanhu vakati chi-chinu vakananga kuguva kundoviga mushakabvu.

Munhu akapedzisira kutaurwa ainzi Fiona, uye ainge apihwawo chimwe chikamu chepfuma yemushakabvu.

Zvakafanana

nyakuenda la · nyakufa la · wakatisiya la · marara la · rwesheru la

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word