Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugan'acha.
Mushamba chirimwa chinotanda chinobereka vana vakaita semavisi asi vakaomarara, vanobikiswa nhopi une mashizha anodiyiwa muriwo.
Mugan'acha.
Muvembe muriwo unobva pamuvise kana mushamba.
Mushamba chirimwa chinotanda chinobereka vana vakaita semavisi asi vakaomarara, vanobikiswa nhopi une mashizha anodiyiwa muriwo.
Chinhu chemushamba chinoshandisirwa kurovera hove (lead metal).

Urwu rudzi rwezvimbuyu zvinowanikwa pamushamba, zvinoti kana ukazvibata zvinoburitsa mvura inonhuhwa.
Zvakafanana
mukiriwani · mutokochiwana · chizhenje · rushamba
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushambadope
Kana munhu achinzi ndimushambadope anenge achigara muviri wake une tsvina.
VerengaSwipe for the next word