KwaunobvaDuramazwiMmushambadzi

Zvinoreva

Mushambadzi munhu anotaura nezvokunaka kwechinhu nechinangwa chekuti vanhu vachitenge kana kuchishandisa.

1

Mushambadzi munhu anotengesa zvinhu mungava munzira, mubepa kana muwairesi.

2

Zvakafanana

mushambadziri

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word