Duramazwi · zita
mushamarari
broadcaster · announcer
Duramazwi · zita
broadcaster · announcer
Uyu munhu ane basa rekutepfenyura zvirongwa zvinobva kuimba yemhepo zvichibuda nemuwairesi kana mutiivhii.
Uyu munhu ane basa rekutepfenyura zvirongwa zvinobva kuimba yemhepo zvichibuda nemuwairesi kana mutiivhii.
Mushamarari u- yu ndinomufarira nekuti anokungu- rutsa dzemuno chete.
Kana mushamarari achikungurutsa mumhanzi anenge ari kuuridza ku- svika wapera wese.
Kana mushamarari achipurogirama zvirongwa panhepfenyuro anenge achironga kuti chimwe nechimwe chichauya panguva ipi.
mushevedzeri · mureketi wenhau
Duramazwi
01 / 03mushamba
Mugan'acha.
VerengaSwipe for the next word