Duramazwi · zita
nhepfenyuro
broadcast
Duramazwi · zita
broadcast
Nhepfenyuro imba inobva mashoko anouya kumaredhiyo kana materevhizheni evanhu nemumhepo.
Nhepfenyuro imba inobva mashoko anouya kumaredhiyo kana materevhizheni evanhu nemumhepo.
Nhepfenyuro imba inobva mashoko anouya kumaredhiyo kana materevhizheni evanhu nemumhepo.
Kana uchichuna redhiyo unenge uchifambisa chibato chokutsvakisa nhepfenyuro kuti inyatsorira zvisina kuzhozha mukati.
Kana redhiyo ichizhozha pakurira inenge ichirira ichibudisa ruzha runokonzerwa nokusanyatsobata nhepfenyuro zvakanaka.
imba yemhepo
Duramazwi
01 / 03nhera
Kukundwa kana kupera simba.
VerengaSwipe for the next word