Duramazwi · zita
Zvinoreva
Nhengure rudzi rweshiri nhema, inokwanisa kurwisa dzimwe shiri
1
Nhengure rudzi rweshiri nhema, inokwanisa kurwisa dzimwe shiri
Pavakanga vava kuzvitakura vanhu vakaona VaNhengure nomukadzi wavo vakati rabada.
Vachikungonobatabata VaNhengure, vana Mundawaro naVaMajika vakasvikorohwa vachimhanya.
VaNhengure vakanga vakati rabada vachiudyura maziso somunhu abatwa negara.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03nhengwana
uye inotangira dzimwe kurira mangwanani.
VerengaSwipe for the next word