KwaunobvaDuramazwiNnhengasure

Duramazwi · zita

nhengasure

chamudenga

Zvinoreva

Nhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu akatarisa mudenga.

1

Nhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu akatarisa mudenga.

Nhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu akatarisa mudenga.

Zvakafanana

chamudenga

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhengezwa

Nhengezwa dzemiti inhavani dziri kumusorosoro uye dzisina kusimba. Shiri dzakangwara dzinovakira zvitsaki zvadzo panhengezwa dzemiti nekuti hadzisvikiriki.

Verenga

Swipe for the next word