Duramazwi02 / 03nhengasureNhengasure chidavado chokushambira muduhwino, munhu akatarisa mudenga.Verenga→
Duramazwi03 / 03nhengezwaNhengezwa dzemiti inhavani dziri kumusorosoro uye dzisina kusimba. Shiri dzakangwara dzinovakira zvitsaki zvadzo panhengezwa dzemiti nekuti hadzisvikiriki.Verenga→