Duramazwi · zita
mupiro
presentation · sacrifice · contribution
Duramazwi · zita
presentation · sacrifice · contribution
Mupiro munamato unopirwa kuna Mwari.
Mupiro munamato unopirwa kuna Mwari.
Bikiro mupiro wefodya inopiwa tezvara, uchibva kumukuwasha.
Nhendo mupiro wekutenda, unoitirwa vadzimu kazhinji.
Mupiro munamato unopirwa kuna Mwari.
Mupiro imari kana chimwe chinhu chinoripwa navatenderi, zvikuru vechiKristu, pavanenge vachikumbira kuti Mwari avabatsire panhamo dzavo.
Duramazwi
01 / 03mupirutsi
Mupirutsi munhu anokonzera bongozozo pakati pevanhu. Munhu ane makuhwa mupiritsi.
VerengaSwipe for the next word