KwaunobvaDuramazwiMmupisedire

Duramazwi · zita

mupisedire

Zvinoreva

Kana doro raitwa mupisedire rinenge rabikwa mumazuva mashoma, pasina kuripa nguva yokumbovira.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mupisi

Mupisi kamuchina kane mubato murefu, kanoshandiswa kukweva mvura kubva pasi uchiita zvokugweja.

Verenga

Swipe for the next word